Pular para o conteúdo
Publicidade

Zvirevo 14

15 Munhu asina mano anongotenda zvose zvose,

asi munhu akangwara anongwarira mafambiro ake.

16 Munhu akachenjera anotya Jehovha uye anovenga zvakaipa,

asi benzi rina manyawi uye harina hanya.

Veja também