Pular para o conteúdo
Publicidade

Romanos 12

19 Musatsiva, vadikani vangu, asi siyirai kutsamwa kwaMwari mukana, nokuti kwanyorwa kuchinzi, "Kutsiva ndokwangu; ini ndicharipira," ndizvo zvinotaura Ishe. 20 Asi:

"Kana muvengi wako ane nzara mupe zvokudya,

kane ane nyota mupe chokunwa.

Mukuita izvi, uchatutira mazimbe anopisa pamusoro wake."

21 Usakundwa nezvakaipa, asi ukunde zvakaipa nezvakanaka.

Veja também