Publicidade

Romanos 12

Rudo

9 Rudo ngaruve rwechokwadi. Vengai zvakaipa; namatirai pane zvakanaka. 10 Ivai norudo rukuru mumwe kuno mumwe savadikani. Mumwe nomumwe wenyu ngaakudze mumwe kupfuura kuzvikudza kwaanozviita iye.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-