Kufa kuchivi, kuva mupenyu muna Kristu
1 Zvino tichatiiko? Toramba tichiita zvivi here kuti nyasha dziwande? 2 Kwete napaduku pose! Takafa kuzvivi; tingararama sei mazviri zvakare?

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.