14 Tinoziva kuti murayiro ndowomweya; asi ini handisi woMweya, ndakatengeswa senhapwa kuchivi. 15 Handinzwisisi zvandinoita. Nokuti zvandinoda kuita handizviiti, asi zvandinovenga ndizvo zvandinoita. 16 Uye kana ndikaita zvandisingadi kuita, ndinobvuma kuti murayiro wakanaka. 17 Saka zvino, handisiri ini ndinozviita, asi chivi chinorarama mandiri.
Publicidade
Publicidade