15 Handinzwisisi zvandinoita. Nokuti zvandinoda kuita handizviiti, asi zvandinovenga ndizvo zvandinoita. 16 Uye kana ndikaita zvandisingadi kuita, ndinobvuma kuti murayiro wakanaka. 17 Saka zvino, handisiri ini ndinozviita, asi chivi chinorarama mandiri.
Publicidade