Pular para o conteúdo
Publicidade

VaRoma 7

24 Ndiri munhu ari pakutambudzika kwakadii! Ndiani achandinunura kubva mumuviri uno worufu? 25 Mwari ngaavongwe kubudikidza naJesu Kristu Ishe wedu!

Saka naizvozvo, ini pachangu, mupfungwa dzangu, ndiri muranda kumurayiro waMwari, asi panyama muranda kumurayiro wechivi.

Veja também