13 Nokuti kana muchirarama maererano nezvinodiwa nenyama, muchafa, asi kana muchirarama noMweya munouraya mabasa akaipa omuviri, uye muchararama, 14 nokuti vaya vanotungamirirwa noMweya waMwari ndivo vana vaMwari.
Publicidade