14 nokuti vaya vanotungamirirwa noMweya waMwari ndivo vana vaMwari. 15 Nokuti hamuna kugamuchira mweya wouranda kuti muitwezve varanda vokutya, asi makagamuchira Mweya wokuitwa vana, uya watinodana naye tichiti, "Abha, Baba."
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.