Pular para o conteúdo
Publicidade

Romanos 8

6 Nokuti kufunga kwomunhu wechivi ndirwo rufu, asi kufunga kunotongwa noMweya ndihwo upenyu norugare; 7 nokuti kufunga kwenyama kunovenga Mwari. Hakuzviisi pasi pomurayiro waMwari, uye hakugoni kuzviita. 8 Avo vanotongwa nenyama havagoni kufadza Mwari.

Veja também