20 Zvino iwe munhu, ndiwe aniko, kuti upindure Mwari? "Chakaumbwa chingati kune akachiumba, ‘Wakandiitirei zvakadai?’ " 21 Muumbi wehari haana simba pamusoro pevhu here, kuti nebundu rimwe chetero aite mimwe midziyo inokudzwa nemimwe midziyo isingakudzwi?
Publicidade
Publicidade