11 Bhoazi akapindura achiti, "Ndakaudzwa pamusoro pezvose zvawakaitira vamwene vako kubva pakufa kwomurume wako, uye kuti wakasiya sei baba vako namai vako uye nenyika yokwako ukauya kuzogara navanhu vawakanga usingazivi.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.