Pular para o conteúdo
Publicidade

Jakobho 1

12 Akaropafadzwa munhu anotsunga pakuedzwa, nokuti paanokunda, achapiwa korona youpenyu yakavimbiswa naMwari kuna avo vanomuda.

13 Pamunenge muchiedzwa, ngakurege kuva nomunhu anoti, "Mwari ari kundiedza." Nokuti Mwari haagoni kuedzwa nechakaipa, uye haaedzi munhu; 14 asi mumwe nomumwe anoedzwa paanenge achikwevewa nokuchiva kwake kwakaipa uye achinyengerwa. 15 Ipapo kuchiva kukange kwaumbwa kunobereka chivi; uye chivi, chikange chakura kwazvo, chinobereka rufu.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também