Pular para o conteúdo
Publicidade

Jakobho 1

Kutambudzwa neMiedzo

2 Hama dzangu, muti mufaro chaiwo, pose pamunosangana nemiedzo mizhinji yemhando dzose, 3 nokuti munoziva kuti kuedzwa kwokutenda kwenyu kunobereka kutsungirira. 4 Kutsungirira kunofanira kupedza basa rako kuitira kuti imi mukure uye muve vakakwana, musingashayiwi chinhu.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também