9 Hama iri panzvimbo yokuninipiswa ngaifare muchinzvimbo chayo chokukudzwa. 10 Asi mupfumi anofanira kufara muchinzvimbo chokuderedzwa kwake, nokuti achapfuura seruva romusango.