Pular para o conteúdo
Publicidade

Jakobho 2

10 Nokuti ani naani anochengeta murayiro wose asi achigumburwa pachinhu chimwe chete ane mhosva yokuputsa murayiro wose. 11 Nokuti iye akati, "Usaita upombwe," ndiyewo akati, "Usauraya." Kana usingaiti upombwe asi uchiuraya, wava mudariki womurayiro.

12 Taurai uye muchiita saavo vachazotongwa nomurayiro unopa rusununguko,

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também