Pular para o conteúdo
Publicidade

Jakobho 2

Kutenda naMabasa

14 Zvinobatsirei, hama dzangu, kana munhu achiti ano kutenda asi asina mabasa? Kutenda kwakadaro kungamuponesa here? 15 Kana hama kana hanzvadzi ikashayiwa zvokufuka nezvokudya zvezuva rimwe nerimwe, 16 uye mumwe wenyu akati, "Endai henyu, mufambe zvakanaka; mudziyirwe uye mugute," asi asina chinhu chaamuitira chinodikanwa nomuviri wake, zvakanaka here izvozvo? 17 Saizvozvowo, kutenda kwoga, kana kusina basa, kwakafa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também