Pular para o conteúdo
Publicidade

Jakobho 2

15 Kana hama kana hanzvadzi ikashayiwa zvokufuka nezvokudya zvezuva rimwe nerimwe, 16 uye mumwe wenyu akati, "Endai henyu, mufambe zvakanaka; mudziyirwe uye mugute," asi asina chinhu chaamuitira chinodikanwa nomuviri wake, zvakanaka here izvozvo? 17 Saizvozvowo, kutenda kwoga, kana kusina basa, kwakafa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também