24 Nokuti,
"Vanhu vose vakaita souswa,
uye kuyevedza kwavo kwakaita samaruva ouswa;
uswa hunosvava uye maruva anowira pasi,
25 asi shoko raShe rinogara nokusingaperi."
Uye iri ndiro shoko ramakaparidzirwa.