24 Kanosvika kashanu ndakarohwa navaJudha shamhu makumi matatu nepfumbamwe. 25 Katatu ndakarohwa netsvimbo, kamwe chete ndakatakwa namabwe, katatu ndakaita tsaona nechikepe, ndakapedza usiku humwe namasikati ndiri pagungwa,
Publicidade