Pular para o conteúdo
Publicidade

2 Samueri 13

21 Zvino mambo Dhavhidhi akati anzwa zvose izvi, akatsamwa kwazvo. 22 Abhusaromu haana kana kumbotaura shoko kuna Amunoni, rakanaka kana rakaipa; akavenga Amunoni nokuti akanga akanyadzisa hanzvadzi yake Tamari.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também