Pular para o conteúdo
Publicidade

2 VaTesaronika 3

10 Nokuti kunyange pataiva nemi, takakupai murayiro uyu wokuti: "Kana munhu asingashandi, ngaarege kudya."

11 Tinonzwa kuti vamwe pakati penyu vane usimbe. Havashandi; havaregi zvavamwe. 12 Vanhu vakadaro tinovarayira uye tinovakurudzira muna Ishe Jesu Kristu kuti vashande chinyararire vagodya chingwa chavanoshandira.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também

2 Tessalonicenses
Ver todos os capítulos de 2 Tessalonicenses