Pular para o conteúdo
Publicidade

Zvakazarurwa 19

9 Ipapo mutumwa akati kwandiri, "Nyora uti: Vakaropafadzwa avo vakakokwa kuchirariro chokuwana cheGwayana!’ " Uye akatizve, "Aya mashoko echokwadi aMwari."

Veja também