3 Hakuchazovazve nokutukwa. Chigaro choushe chaMwari necheGwayana zvichava muguta, uye varanda vake vachamushumira. 4 Vachaona chiso chake, uye zita rake richava pahuma dzavo.
Publicidade