Pular para o conteúdo
Publicidade

Zvakazarurwa 4

8 Chimwe nechimwe chezvisikwa zvipenyu zvina chakanga china mapapiro matanhatu uye chakanga chakafukidzwa nameso kumativi ose, kunyange pasi pamapapiro acho. Masikati nousiku hazvina kumborega kuti:

"Mutsvene, mutsvene, mutsvene,

ndiye Ishe Mwari Wamasimba Ose,

akanga aripo, aripo, uye achazouya."

Veja também