Mweya Mutsvene Unoburuka paPendekosti
1 Zuva rePendekosti rakati rasvika, vakanga vakaungana vose panzvimbo imwe chete. 4 Vose vakazadzwa noMweya Mutsvene vakatanga kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa noMweya.