Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 6

9 Kusapindirana kwakamuka, kuchibva kunhengo dzeSinagoge reVokusununguka (ndiro raiva zita ravo), vaJudha vokuSairini nevokuArekizandiria pamwe chete namatunhu eKirikia neEzhia. Varume ava vakatanga kukakavadzana naSitefani,

11 Ipapo vakakurudzira vamwe varume muchivande kuti vati, "Tanzwa Sitefani achitaura mashoko okumhura Mozisi naMwari."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também