28nomuZikiragi, nomuMekona namaruwa aro,
29muEni Rimoni, nomuZora, nomuJarimuti,
33muHazori, neRama neGitaimi,
28 resultados encontrados
28nomuZikiragi, nomuMekona namaruwa aro,
29muEni Rimoni, nomuZora, nomuJarimuti,
33muHazori, neRama neGitaimi,
9"Ndakaparadza Amori pamberi pavo,kunyange akanga akareba somusidhariuye akasimba somuouki.Ndakaparadza zvibereko zvakekumusoro nemidzi yake pasi.
4Rudo runo mwoyo murefu, rudo runo mwoyo munyoro. Haruna godo, haruna manyawi haruzvikudzi.
6Rudo harufariri zvakaipa, asi runofarira chokwadi.
8Rudo harutongoperi. Zvino kana kuri kuprofita, kuchapera; kana dziri ndimi, dzichagumiswa; kana rwuri ruzivo, ruchapfuura.
7Muromo webenzi ndiwo kuparadzwa kwaro,uye miromo yaro ndiwo musungo kumweya waro.
13Uyo anopindura asati anzwa,ndihwo upenzi hwake nokunyadziswa kwake.
21Rurimi rune simba roupenyu norufu,uye vaya vanoruda vachadya chibereko charwo.
6Ndakazarurira mudiwa wangu,asi mudiwa wangu akanga abva; akanga atoenda.Mwoyo wangu wakarwadziwa nokuenda kwake.Ndakamutsvaka asi handina kumuwana.Ndakamudana asi haana kupindura.
8Imi vanasikana veJerusarema, ndinokurayirai,kana mukaona mudiwa wangu,muchamuudzeiko?Mumuudze kuti ndinorwara nerudo.Shamwari
10Mudiwa wangu akanaka uye mutsvuku,anokunda vanokwana zviuru gumi.
4nguva yokuchema nenguva yokuseka,nguva yokuungudza nenguva yokudzana;
7nguva yokubvarura nenguva yokusona,nguva yokunyarara nenguva yokutaura;
8nguva yokuda nenguva yokuvenga,nguva yehondo nenguva yorugare.
36Upenzi hwakadii! Chaunodyara hachingameri kana chisina kufa.
47Munhu wokutanga akanga ari guruva renyika, munhu wechipiri akanga achibva kudenga.
55"Kuripiko kukunda kwako iwe rufu?Rwuripiko rumborera rwako, iwe rufu?"
1Teverai nzira yorudo uye mushuve kwazvo zvipo zvomweya, zvikuru sei chipo chokuprofita.
20Hama, regai kufunga savana. Pazvinhu zvakaipa ivai savacheche, asi pakufunga kwenyu muve savanhu vakuru.
32Mweya yavaprofita inozviisa pasi pavaprofita.