Publicidade

Resultados da busca por "amor"

27 resultados encontrados

Hebreus 13 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 13
Mostrando versículos 1–21 de 25

1Rambai mune rudo pakati penyu sehama.

2Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi.

21ngaakukwanisei nezvinhu zvose zvakanaka kuti muite kuda kwake, uye ngaaite mukati medu zvinhu zvinomufadza, nokuna Kristu Jesu, ngaave nokubwinya nokusingaperi-peri. Ameni.

Provérbios 27 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 27
Mostrando versículos 5–19 de 27

5Kutsiurwa pachena kuri nanipane rudo rwakavanzika.

17Simbi inorodza simbi,saizvozvowo mumwe munhu anorodza mumwe.

19Sezvo mvura ichiratidza chiso,saizvozvowo mwoyo womunhu unoratidza munhu.

Romanos 13 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 13
Mostrando versículos 8–13 de 14

8Musava nechikwereti kumunhu, kunze kwechikwereti chorudo mumwe kuno mumwe, nokuti anoda mumwe azadzisa murayiro.

10Rudo haruitiri muvakidzani zvakaipa. Naizvozvo rudo runozadzisa murayiro.

13Ngatiraramei zvakafanira mararamiro apamasikati, tisingaiti kutamba kwakaipa uye nokudhakwa, kana upombwe, kana utere, kana gakava kana godo.

1 Coríntios 15 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 15
Mostrando versículos 33–45 de 58

33Musanyengerwa: "Ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka."

36Upenzi hwakadii! Chaunodyara hachingameri kana chisina kufa.

45Naizvozvo kwakanyorwa kuchinzi: "Munhu wokutanga, Adhamu, akava munhu mupenyu;" Adhamu wokupedzisira akava mweya unopa upenyu.

1 Coríntios 16 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 16
Mostrando versículos 14–24 de 24

14Itai zvinhu zvose murudo.

20Hama dzose dziri kuno dzinokukwazisai. Kwazisanai nokutsvoda kutsvene.

24Rudo rwangu ngaruve nemi mose muna Kristu Jesu. Ameni.

Romanos 12 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 12
Mostrando versículos 9–15 de 21

9Rudo ngaruve rwechokwadi. Vengai zvakaipa; namatirai pane zvakanaka.

13Goveranai navanhu vaMwari vanoshayiwa. Itirai vaeni rudo.

15Farai navanofara; chemai navanochema.

Provérbios 19 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 19
Mostrando versículos 21–29 de 29

21Mune urongwa huzhinji mumwoyo momunhu,asi kuda kwaJehovha ndiko kunobudirira.

22Chinodiwa nomunhu rudo rusingagumi;zviri nani kuva murombo pano kuva murevi wenhema.

29Kurangwa kwakagadzirirwa vaseki, uye kurohwa misana yamapenzi.

Êxodo 20 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 20
Mostrando versículos 13–15 de 26

13Usauraya.

14Usaita upombwe.

15Usaba.

Cânticos 2 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 2
Mostrando versículos 2–16 de 17

2Seruva riri pakati peminzwa,ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pemhandara.Mukadzi

5Ndisimbise namazambiringa akaomeswa,ndisimbise namaapuro;nokuti ndoziya norudo.

16Mudiwa wangu ndewangu uye ndiri wake;anofamba-famba pakati pamaruva omubani.

1 Pedro 4 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 4
Mostrando versículos 8–11 de 19

8Pamusoro paizvozvo zvose dananai norudo rukuru, nokuti rudo runofukidza zvivi zvizhinji.

9Muitirane rudo kuno mumwe nomumwe wenyu musinganyunyuti.

11Kana munhu achitaura, ngaadaro somunhu anotaura mashoko chaiwo aMwari. Kana munhu achishumira, ngaazviite nesimba raanopiwa naMwari, kuitira kuti muzvinhu zvose Mwari arumbidzwe kubudikidza naJesu Kristu. Iye ngaave nokubwinya nesimba nokusingaperi-peri. Ameni.

Cânticos 8 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 8
Mostrando versículos 4–7 de 14

4Imi vanasikana veJerusarema ndinokurayirai:Musazunguza kana kumutsa rudokusvikira irwo rwada rwoga.Shamwari

6Ndiise pamwoyo pako sechisimbiso,sechisimbiso paruoko rwako;nokuti rudo rwakasimba sorufu,godo rarwo seguva harishanduki.Runopisa serimi romoto,somurazvo mukuru kwazvo.

7Mvura zhinji haigoni kudzima rudo;nzizi hadzigoni kurukukura.Kunyange munhu akapapfuma yose yemba yake kuti awane rudo,zvingazvidzwa chose.Shamwari

Eclesiastes 4 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 4
Mostrando versículos 5–10 de 16

5Benzi rinopeta maoko aro,rozviparadza.

6Tsama imwe yorugareinopfuura tsama mbiri dzokutambudzikanokudzingana nemhepo.

10Kana mumwe akawira pasi,shamwari yake inogona kumubatsira kuti amire zvakare.Asi ane nhamo munhu anowira pasi,asina anomusimudza!

1 João 4 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 4
Mostrando versículos 7–18 de 21

7Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.

16Nokudaro tinoziva uye tinovimba norudo rwaMwari kwatiri.Mwari rudo. Ani naani anogara murudo anogara muna Mwari, uye Mwari maari.

18Murudo hamuna kutya. Asi rudo rwakakwana runodzinga kutya, nokuti kutya kune chokuita nokurangwa. Munhu anotya haana kukwaniswa murudo.

Deuteronômio 5 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 5
Mostrando versículos 10–19 de 33

10asi ndichiratidza rudo kune chiuru chemarudzi avanondida, vanochengeta mirayiro yangu.

17Usauraya.

19Usaba.

João 10 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 10
Mostrando versículos 2–11 de 42

2Munhu anopinda napamukova ndiye mufudzi wamakwai.

9Ndini mukova; ani naani anopinda napandiri achaponeswa. Achapinda agobuda, uye achawana mafuro.

11"Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake.

Salmos 136 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 136
Mostrando versículos 4–22 de 26

4iye oga anoita zvishamiso zvikuru,Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

19Sihoni mambo wavaAmori,Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

22nhaka kumuranda wake Israeri.Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

Neemias 10 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 10
Mostrando versículos 2–27 de 39

2Seraya, Azaria, Jeremia,

3Pashuri, Amaria, Marikia,

27Maruki, Harimi naBhaana.

Salmos 118 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 118
Mostrando versículos 3–29 de 29

3Imba yaAroni ngaiti,"Rudo rwake runogara nokusingaperi."

22Dombo rakarambwa navavakindiro rakazova musoro wekona;

29Vongai Jehovha, nokuti akanaka;rudo rwake runogara nokusingaperi.

2 Samuel 10 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 10
Mostrando versículos 11–15 de 19

11Joabhu akati, "Kana vaAramu vakandikurira iwe wozouya kuzondinunura; asi kana vaAmoni vakakukurira ipapo ini ndichauya kuzokununura.

14VaAmoni pavakaona vaAramu vachitiza, vakatiza pamberi paAbhishai, ndokupinda muguta. Saka Joabhu akadzoka kundorwisa vaAmoni akasvika kuJerusarema.

15VaAramu vakati vaona kuti vakundwa navaIsraeri, vakaunganazve.

Amós 2 Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
Capítulo 2
Mostrando versículos 9–13 de 16

9"Ndakaparadza Amori pamberi pavo,kunyange akanga akareba somusidhariuye akasimba somuouki.Ndakaparadza zvibereko zvakekumusoro nemidzi yake pasi.

10"Ndakakubudisa kubva muIjipiti,ndikakutungamirira kwamakore makumi mana murenje,kuti ndikupe nyika yavaAmori.

13"Zvino ipapo ndichakupwanyaisokupwanya kunoita ngoro izere nezviyo.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-