3kundobvunza vachiti, "Ko, ndimi iye akanzi achauya here, kana kuti totarisira mumwe?"
14Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achizouya.
15Uyo ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe.
33 resultados encontrados
3kundobvunza vachiti, "Ko, ndimi iye akanzi achauya here, kana kuti totarisira mumwe?"
14Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achizouya.
15Uyo ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe.
5Ibhari, Erishua, Eripereti,
6Noga, Nefegi, Jafia,
7Erishama, Bheeriyadha naErifereti.
29Bhaara, Riyimi, Ezemi,
42Ribhina, Eteri, Ashani,
52Arabha, Dhuma, Eshani,
7Asi munhu anoberekerwa nhamo,zvirokwazvo sokubarika kwomoto kunokwira kumusoro.
13Anobata vakachenjera muunyengeri hwavo,uye zvirongwa zvenhubu zvinokukurwa.
16Saka varombo vane tariro,uye kusaruramisira kunopfumbira muromo wako.
11Uchenjeri hwomunhu hunomupa mwoyo murefu;kukudzwa kwake ndiko kukanganwira kudarika kwomumwe.
15Usimbe hunouyisa hope dzakadzama,uye munhu asingashandi achafa nenzara.
18Ranga mwanakomana wako, nokuti mukuranga ndimo mune tariro;usava nechikamu pakuparadzwa kwake.
2Vazhinji vanoti kwandiri,"Mwari haangamudzikinuri." Sera
4Kuna Jehovha ndinodana nenzwi guru,uye anondipindura ari pagomo rake dzvene. Sera
8Rusununguko runobva kuna Jehovha.Maropafadzo enyu ngaave pamusoro pavanhu venyu. Sera
1Mweya wangu waputsika,mazuva angu aitwa mashoma,guva rakandimirira.
3"Ndipei, imi Mwari, chitsidzo chamunoda.Ndianiko achandiisira rubatso?
15ko, tariro yangu iripi zvino?Ndianiko angaona tariro yangu?
10Vanhu vanofarira kudeura ropa vanovenga munhu akarurama,uye vanotsvaka kuuraya vakarurama.
20Unoona here munhu anotaura achikurumidza?Benzi rine tariro zhinji kupfuura iye.
25Kutya munhu kuchava musungo,asi ani naani anovimba naJehovha achagara akachengetedzeka.
17Bhiza itariro isina maturo pakurwirwa;harigoni kuponesa kunyange rine simba guru.
20Tinomirira Jehovha netariro;ndiye mubatsiri wedu nenhoo yedu.
21Mwoyo yedu inofara maari,nokuti tinovimba nezita rake dzvene.
8Unoteererawo here panokurukurwa mazano aMwari?Unoti uchenjeri ndohwako woga kanhi?
9Chiiko chaunoziva chatisingazivi isu?Kunzwisisa kwaunako ndokweiko kwatisinawo isu?
22Anorasikirwa netariro yokupunyuka parima;munondo ndiwo waakatarirwa.
22Munhu anonyima ane shungu dzokuda kupfumaasingazivi kuti urombo hwakamugaririra.
25Munhu ane ruchiva anomutsa kupesana,asi uyo anovimba naJehovha achabudirira.
26Uyo anovimba nesimba rake ibenzi,asi uyo anofamba muuchenjeri achachengetedzeka.
5Baba venherera, mudziviriri wechirikadzi,ndiye Mwari ari paugaro hwake utsvene.
19Ishe ngaarumbidzwe, Mwari Muponesi wedu,anotakura mitoro yedu zuva nezuva. Sera
31Nhume dzichabva kuIjipiti;Etiopia ichazviisa pasi paMwari.
5Asi kana ukatarisa kuna Mwariuye ukademba kuna Wamasimba Ose,
11Ko, nhokwe dzingamera pasina nhope here?Ko, tsanga dzingararama pasina mvura here?
14Zvaanovimba nazvo hazvina kusimba,zvaanovimba nazvo mambure edandemutande.