Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

103 resultados encontrados

  1. Esdras 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículo 6 de 22

    6Zvino naizvozvo, Tatenai, mubati wenyika iri mhiri kwaYufuratesi, Sheshitari-Bhozenai, iwe namachinda avo omudunhu iro, musapindira pazvinhu izvi.

  2. Malaquias 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 3 de 17

    3"Nokuda kwenyu ndichabvisa zvizvarwa zvenyu; ndichadzura zviso zvenyu nendove inobva pazvibayiro zvemitambo yenyu, uye muchatakurwa pamwe chete nayo.

  3. 2 Timóteo 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 4 de 26

    4Hakuna munhu anoshanda somurwi anozviisa pazvinhu zvoupenyu hwavasiri varwi, nokuti anoda kufadza mukuru wake wehondo.

  4. 1 Samuel 31

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 31
    Mostrando versículo 6 de 13

    6Saka Sauro navanakomana vake vatatu nomubati wenhumbi dzake dzokurwa uye navanhu vake vose vakafa pamwe chete pazuva iroro.

  5. Oséias 4

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 13 de 19

    13Vanobayira pamusoro pamakomouye vanopisira zvinonhuhwira pazvikomo,pasi pemiouki, mipopura nemiterebhini,pane mimvuri yakanaka.Naizvozvo vanasikana venyu vanotendeukira kuufevenavaroora venyu kuupombwe.

  6. Oséias 10

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 10
    Mostrando versículo 1 de 15

    1Israeri akanga ari muzambiringa unotanda;akazviberekera zvibereko.Zvibereko zvake pazvakawanda,akavakawo aritari dzakawanda;nyika yake payakabudirira,akashongedzawo matombo ake anoera.

  7. Salmos 64

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 64
    Mostrando versículo 2 de 10

    2Ndivanzei pakurangana kwavakaipa,ndibve pazhowezhowe yeungano yavaiti vezvakaipa.

  8. Neemias 13

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 13
    Mostrando versículo 1 de 31

    1Pazuva iroro Bhuku raMozisi rakaverengwa nenzwi guru vanhu vachizvinzwa uye zvakawanikwa zvakanyorwa kuti muAmoni nomuMoabhu havabvumirwi kupinda muungano yaMwari,

  9. Jeremias 14

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 14
    Mostrando versículo 6 de 22

    6Mbizi dzinomira pazvikomo zvisina miti,uye dzinofemedzeka semakava;meso adzo haachaona zvakanakanokuda kwokushaya mafuro."

  10. Jó 15

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 15
    Mostrando versículo 21 de 35

    21Maungira anotyisa anozadza nzeve dzake;pazvinenge zvaita sezvakanaka, vapambi vanomurwisa.

  11. Lucas 12

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 12
    Mostrando versículo 15 de 59

    15Ipapo akati kwavari, "Chenjerai! Muchenjerere marudzi ose okuchiva; upenyu hwomunhu hahuzi pazvizhinji zhinji zvaanazvo."

  12. Zacarias 14

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 14
    Mostrando versículo 1 de 21

    1Zuva raJehovha richauya zvawakapamba pazvichagoverwa pakati penyu.

  13. Números 33

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 33
    Mostrando versículo 38 de 56

    38Aroni muprista akakwira muGomo reHori sezvakarayirwa naJehovha, akandofira imomo pazuva rokutanga romwedzi wechishanu wegore ramakumi mana shure kwokubuda kwavaIsraeri muIjipiti.

  14. 2 Timóteo 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 8 de 17

    8Sezvakaita Janesi naJambiresi vakadzivisa Mozisi, varume avawo vanodzivisa zvokwadi, vanhu vane ndangariro dzakaora, kana pari pazvinhu zvokutenda, vakarasika.

  15. 1 Timóteo 4

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 8 de 16

    8Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hako asi umwari hunokosha pazvinhu zvose, hune vimbiso kune zvose muupenyu huno uye nomuupenyu hunouya.

  16. Romanos 9

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 9
    Mostrando versículo 5 de 33

    5Madzibaba ndeavo, uye naKristu akabva kwavari panyama, ari Mwari pamusoro pazvose, anokudzwa nokusingaperi! Ameni.

  17. Jeremias 23

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 23
    Mostrando versículo 14 de 40

    14Uye pakati pavaprofita veJerusaremandakaona chimwe chinhu chinonyangadza:Vanoita upombwe uye vanoreva nhema.Vanosimbisa maoko evaiti vezvakaipa,zvokuti hakuna anodzoka pazvakaipa zvake.Vose vakaita seSodhomu kwandiri;vanhu veJerusarema vakaita seGomora."

  18. Apocalipse 15

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 15
    Mostrando versículo 6 de 8

    6Mutemberi makabuda vatumwa vanomwe vana matambudziko manomwe. Vakanga vakapfeka nguo dzomucheka wakachena, unopenya uye vakamonera mabhanhire egoridhe pazvipfuva zvavo.

  19. Ezequiel 16

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 16
    Mostrando versículo 4 de 63

    4Pazuva rawakaberekwa rukuvhute rwako haruna kugurwa, uye hauna kushambidzwa nemvura kuti uchene, uye hauna kutongokwizwa nomunyu kana kuputirwa mumucheka.

  20. Zacarias 4

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 7 de 14

    7"Uri chiiko, iwe gomo guru? Pamberi paZerubhabheri uchaitwa bani. Ipapo iye achabudisa ibwe rokumusoro vanhu vachidanidzira vachiti, ‘Mwari ngaariropafadze! Mwari ngaariropafadze!’ "

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo