Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

102 resultados encontrados

  1. Eclesiastes 4

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 4
    Mostrando versículos 5–10 de 16

    5Benzi rinopeta maoko aro,rozviparadza.

    6Tsama imwe yorugareinopfuura tsama mbiri dzokutambudzikanokudzingana nemhepo.

    10Kana mumwe akawira pasi,shamwari yake inogona kumubatsira kuti amire zvakare.Asi ane nhamo munhu anowira pasi,asina anomusimudza!

  2. Deuteronômio 20

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 20
    Mostrando versículos 2–12 de 20

    2Kana muchinge mava kuda kurwa, muprista anofanira kuuya kuzotaura kuvarwi.

    10Pamunofamba muchinorwisa guta, munofanira kuriparidzira rugare.

    12Kana vakaramba rugare uye vakarwa nemi, munofanira kukomba guta iroro.

  3. Ezequiel 1

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 1
    Mostrando versículos 6–14 de 28

    6asi chimwe nechimwe chazvo chakanga chine zviso zvina namapapiro mana.

    8Zvakanga zvina maoko omunhu pasi pamapapiro azvo pamativi azvo mana. Zvose zviri zvina zvaiva nezviso namapapiro,

    14Zvisikwa zvaimhanya zvichienda mberi zvichidzoka semheni inopenya.

  4. Isaías 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículos 2–23 de 26

    2mhare nomurwi,mutongi nomuprofita,muvuki nomukuru,

    22nenguo dzakanaka dzomutambo, nezvijasi, namakepesi namajasi nezvikwama,

    23nezvionioni, nenguo dzomucheka wakaisvonaka, nezvishongo namashaweri.

  5. Gênesis 7

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 7
    Mostrando versículos 6–22 de 24

    6Noa akanga ava namakore mazana matanhatu okuberekwa panguva yakanaya mvura yamafashamu panyika.

    10Uye shure kwamazuva manomwe mvura yamafashamu yakasvika panyika.

    22Zvinhu zvose zvakanga zvino kufema kwoupenyu mumhino dzazvo panyika zvakafa.

  6. Isaías 46

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 46
    Mostrando versículos 4–12 de 13

    4Kunyange kusvikira pakuchembera kwenyu,bvudzi rachena, ndini iye, ndini ndichakururamisai.Ndakakuitai uye ndichakutakurai;ndichakuraramisai uye ndichakununurai.

    11Kubva kumabvazuva ndinodana gondo;kubva kunyika iri kure kure ndinodana munhu achazadzisa kuda kwangu.Zvandakareva ndichaita kuti zviitike;zvandakaronga, ndichazviita.

    12Nditeererei, imi vane mwoyo yakasindimara,iyemi muri kure nokururama.

  7. Números 18

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 18
    Mostrando versículos 7–27 de 32

    7Asi iwe chete navanakomana vako ndimi mungashanda savaprista pazvinhu zvose zviri paaritari nezviri mukati mechifukidziro. Ndiri kukupai basa rouprista sechipo. Ani naani anoswedera panzvimbo tsvene anofanira kuurayiwa."

    10Muchidye sechinhu chitsvene-tsvene; murume wose achachidya. Chinofanira kuva chitsvene kwamuri.

    27Chipiriso chako chichaverengwa kwauri sechezviyo zvinobva paburiro kana muto wewaini unobva pachisviniro chewaini.

  8. Jó 36

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 36
    Mostrando versículos 24–29 de 33

    24Rangarira kukudza basa rake,iro rakarumbidzwa navanhu munziyo.

    28makore anodurura unyoro hwawouye mvura yakawanda inonaya pamusoro pavanhu.

    29Ndianiko anganzwisisa kuparadzira kwaanoita makore,namatinhiriro aanoita ari mudenga rake?

  9. Cânticos 5

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 5
    Mostrando versículos 6–10 de 16

    6Ndakazarurira mudiwa wangu,asi mudiwa wangu akanga abva; akanga atoenda.Mwoyo wangu wakarwadziwa nokuenda kwake.Ndakamutsvaka asi handina kumuwana.Ndakamudana asi haana kupindura.

    8Imi vanasikana veJerusarema, ndinokurayirai,kana mukaona mudiwa wangu,muchamuudzeiko?Mumuudze kuti ndinorwara nerudo.Shamwari

    10Mudiwa wangu akanaka uye mutsvuku,anokunda vanokwana zviuru gumi.

  10. Lucas 24

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 24
    Mostrando versículos 19–33 de 53

    19Jesu akati, "Zveiko?"Vakapindura vachiti, "ZvaJesu weNazareta. Aiva muprofita, aiva nesimba mushoko napamabasa pamberi paMwari uye nokuvanhu vose.

    22Uyezve vamwe vakadzi vokwedu vatishamisa. Vaenda kuguva nhasi mambakwedza

    33Vakasimuka panguva iyoyo vakadzokera kuJerusarema. Ikoko, vakandowana vane Gumi noMumwe navamwe vavaiva navo, vakaungana pamwe chete

  11. Salmos 95

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 95
    Mostrando versículos 2–8 de 11

    2Ngatisvikei pamberi pake nokuvongauye timukudze nenziyo.

    4Nzvimbo dzakadzika dzapanyika dziri muruoko rwake,uye misoro yamakomo ndeyake.

    8musaomesa mwoyo yenyu sezvamakaita paMeribha,sezvamakaita pazuva riya paMasa mugwenga,

  12. Levítico 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículos 13–29 de 30

    13Moto unofanira kuramba uchibvira paaritari nguva dzose; uye haufaniri kudzima.

    26Muprista anopa izvozvo achazvidya; zvinofanira kudyirwa panzvimbo tsvene muchivanze cheTende Rokusangana.

    29Murume wose ari mumhuri yomuprista anogona kuidya; itsvene-tsvene.

  13. Atos 27

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 27
    Mostrando versículos 5–23 de 44

    5Takati tayambuka gungwa reSirisia nePamufiria, takandomira paMira muRisia.

    8Takafamba nokumahombekombe tichitambudzika tikasvika panzvimbo yainzi Zororo Rakanaka, pedyo neguta reRasea.

    23Madeko mutumwa waMwari uyo wandiri wake uye wandinoshumira akamira neni

  14. Malaquias 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículos 8–18 de 18

    8"Ko, munhu angabire Mwari here? Kunyange zvakadaro munondibira."Asi munobvunza muchiti, ‘Tinokubirai pane zvipi?’"Pazvegumi nezvipiriso.

    9Makatukwa, rudzi rwenyu rwose, nokuti muri kundibira.

    18Uye muchaonazve musiyano pakati pavakarurama navakaipa, pakati pavaya vanoshumira Mwari navaya vasingamushumiri.

  15. 1 João 5

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 5
    Mostrando versículos 6–21 de 21

    6Uyu ndiye akauya nemvura neropa, Jesu Kristu. Haana kuuya nemvura bedzi, asi nemvura neropa. Uye Mweya ndiye anopupura, nokuti Mweya ndiye chokwadi.

    8Mweya, mvura, neropa; uye zvitatu izvi zvinotenderana.

    21Vana vanodikanwa, ibvai pazvifananidzo.

  16. Gênesis 30

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 30
    Mostrando versículos 5–39 de 43

    5akava nemimba akamuberekera mwanakomana.

    32Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.

    39zvaisangana pamberi pamatanda. Uye zvaibereka vana vane mitsetse kana vane mavara kana makwapa.

  17. Levítico 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículos 2–15 de 16

    2agoenda nacho kuvanakomana vaAroni vaprista. Muprista achatora tsama youpfu hwakatsetseka namafuta, pamwe chete nezvinonhuhwira, agozvipisa sechikamu chechirangaridzo paaritari. Chipiriso chakagadzirwa nomoto, chinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha.

    6Unofanira kuchipfupfunyura ugodira mafuta pachiri; ichi chipiriso chezviyo.

    15Uise mafuta nezvinonhuhwira pazviri, chipiriso chezviyo.

  18. 2 Crônicas 4

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 4
    Mostrando versículos 14–21 de 22

    14zvigadziko namadhishi azvo;

    15Gungwa nehando gumi nembiri pasi paro;

    21maruva egoridhe nemwenje nembato (dzaiva dzegoridhe chairo);

  19. Esdras 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículos 4–19 de 22

    4ive nemitsara mitatu yamabwe makuru uye nomutsara mumwe chete wamatanda. Mari yokuvaka ngaitorwe kubva papfuma yamambo.

    12Mwari, akagarisa Zita rake ipapo, ngaaparadze mambo upi noupi kana vanhu vangatambanudza maoko avo kuti vashandure chirevo ichi kana kuparadza temberi iyi muJerusarema.Ini Dhariasi ndini ndatema chirevo ichi. Ngachizadziswe nenzira yakanyanyisa kunaka.

    19Pazuva regumi namana romwedzi wokutanga, vatapwa vakapemberera Pasika.

  20. Malaquias 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículos 1–15 de 17

    1"Zvino yambiro iyi ndeyenyu, imi vaprista.

    6Kurayira kwechokwadi kwakanga kuri mumuromo wake, uye chisakarurama hachaiwanikwa pamiromo yake. Akafamba neni murugare nomukururama, uye akadzora vazhinji pazvivi.

    15Jehovha haana kuvaita mumwe here? Panyama nomweya ndevake. Uye nemhaka yei mumwe? Nokuti aitsvaka rudzi rune umwari. Saka zvichenjerere pamweya wako, uye usaputsa sungano nomukadzi woujaya hwako.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo