2Seraya, Azaria, Jeremia,
13Hodhia, Bhani naBheninu.
25Rehumi, Hashabhina, Maaseya,
64 resultados encontrados
2Seraya, Azaria, Jeremia,
13Hodhia, Bhani naBheninu.
25Rehumi, Hashabhina, Maaseya,
24Ko, nzira inoenda kunogoverwa mheni ndeipi,kana nzvimbo inoparadzirwa mhepo dzokumabvazuva pamusoro penyika?
27kugutsa nyika yakaparadzwanokuita kuti imere uswa?
37Ndianiko ane uchenjeri hwokuverenga makore?Ndianiko angagona kuteura matende emvura okudenga,
20nenzira itsva uye ino upenyu yatakazarurirwa kubudikidza nechidzitiro chinova muviri wake,
31Chinhu chinotyisa kuwira mumaoko aMwari mupenyu.
32Rangarirai mazuva okutanga mushure mokugamuchira chiedza, amakatsunga pakurwa kukuru mukutambudzika.
4Rurimi runouyisa kuporesa ndirwo muti woupenyu,asi rurimi runonyengera runopwanya mweya.
24Nzira youpenyu kumunhu akachenjera inokwidza kumusoro,ichimuchengetedza kuti asaenda muguva.
31Uyo anoteerera kutsiurakunopa upenyu achagara pakati pavakachenjera.
9Nokuti muna Kristu kuzara kwouMwari kunogara maari pamuviri,
12makavigwa pamwe chete mukubhabhatidzwa uye mukamutswa pamwe chete naye nokutenda kwenyu musimba raMwari, akamumutsa kubva kuvakafa.
21"Usabata! Usaravira! Usagunzva!"?
37Matania, Matenai naJaasu.
39Sheremia, Natani, Adhaya,
40Makinadhebhai, Shashai, Sharai,
30chiburuka pamuchinjikwa uzviponese!"
38Chidzitiro chapatemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvikira pasi.
42Rakanga riri Zuva roKugadzirira (ndiro rinotangira Sabata.) Saka kwovira,
35Nokuti ani naani anoda kuponesa upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu uye nokuda kwevhangeri achahuponesa.
36Munhu achabatsirweiko kana akawana nyika yose, asi akarasikirwa noupenyu hwake?
37Kana kuti munhu angaripeiko kuti adzikinure upenyu hwake?
2Nhaka yedu yakapiwa kuvatorwa,misha yedu kumabvakure.
9Tinowana chingwa chedu nokuisa upenyu hwedu munjodzi,nokuda kwomunondo murenje.
10Ganda redu rava kupisa sechoto,nokuda kwokupisa kwenzara.
6Unofanira kuchipfupfunyura ugodira mafuta pachiri; ichi chipiriso chezviyo.
13Rungai zvipiriso zvenyu zvose zvezviyo nomunyu. Musasiya munyu wesungano yaMwari wenyu pazvipiriso zvenyu zvose zvezviyo; muise munyu muzvipiriso zvenyu zvose zvezviyo.
15Uise mafuta nezvinonhuhwira pazviri, chipiriso chezviyo.
2Ngoni, rugare norudo ngazviwande kwamuri.
22Itirai ngoni avo vanokahadzika;
25kuna iye Mwari oga muponesi wedu, ngakuve nokubwinya, umambo, simba noukuru, nokuna Jesu Kristu Ishe wedu, nguva isati yavapo, zvino nokusingaperi! Ameni.
36Upenzi hwakadii! Chaunodyara hachingameri kana chisina kufa.
42Ndizvo zvazvichazova pakumuka kwavakafa. Muviri unodyarwa uri unoparara, unomutswa usisaparari;
55"Kuripiko kukunda kwako iwe rufu?Rwuripiko rumborera rwako, iwe rufu?"
14namakomo ose akakwirira,nezvikomo zvose zvakakwirira,
16nezvikepe zvose zveTashishi,nemidziyo yose yakanaka.
22Regai kuvimba nomunhu,anongova nokufema mumhino dzake.Anobatsireiko?
5ngaave nokubwinya nokusingaperi. Ameni.
6Ndinoshamiswa kuti munokurumidza kusiya uyo akakudanai nenyasha dzaKristu muchitsaukira kune rimwe vhangeri,
7risati riri vhangeri chairo kana napaduku. Zviri pachena kuti vamwe vanhu vanoda kukukanganisai vachiedza kushandura vhangeri raKristu.
1Munyengetero wamuprofita Habhakuki unoimbwa neshigionoti.
3Mwari akabva kuTemani,iye Mutsvene akabva kuGomo reParani. Sera Umambo hwake hwakazadza matengauye mbiri yake yakazadza nyika.
13Makauya kuzonunura vanhu venyu,kuzoponesa muzodziwa wenyu.Makaparadza mutungamiri wenyika yavakaipa,mukamufukura kubva kumusoro kusvika kutsoka. Sera
3Kuda kwaMwari kuti muitwe vatsvene:
7Nokuti Mwari haana kutidanira kutsvina, asi kuti tirarame upenyu hutsvene.
12kuitira kuti upenyu hwamazuva ose huwane kukudzwa navari kunze uye kuitira kuti murege kusendamira kuno mumwe munhu.
33mwanakomana waShama muHarari,Ahiami mwanakomana waSharari muHarari,
35Heziro muKarimeri,Paarai muAribhiti,
38Ira muItiri,Garebhi muItiri
2Tende rake riri muSaremu,ugaro hwake paZioni.
7Imi moga ndimi munofanira kutyiwa.Mukatsamwa, ndianiko angamira pamberi penyu?
9haiwa Mwari, pamakasimuka kuti mutonge,kuti muponese vanonetswa vose venyika. Sera
18Mhepo ine simba yakanga ichivhuvhuta uye kukava namafungu ane hasha.
48Ndini chingwa choupenyu.
50Asi hechino chingwa chinobva kudenga, chinoti kana munhu akadya haangafi.
7Pamutsetse mumwe nomumwe isai zvinonhuhwira zvive chirangaridzo chinomirira chingwa uye zvive chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.
15Uti kuvaIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatuka Mwari wake achava nemhosva;
18Munhu wose anouraya chipfuwo chomumwe munhu anofanira kuripa, upenyu hunotsiviwa noupenyu.