Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

103 resultados encontrados

  1. 2 Pedro 1

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 9 de 21

    9Asi kana munhu asina zvinhu izvi, anoona zviri pedyo uye ibofu, uye akanganwa kuti iye akanatswa pazvivi zvake zvakare.

  2. Amós 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 12 de 15

    12Zvanzi naJehovha:"Mufudzi sezvaanobvuta pamuromoweshumba mapfupa maviri amakumbo chete kana chipandi chenzeve,vaIsraeri vachaponeswa saizvozvowo,avo vanogara muSamariapamicheto yemibhedha yavo,nomuDhamasiko pazvigaro zvavo."

  3. Isaías 49

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 49
    Mostrando versículo 8 de 26

    8Zvanzi naJehovha:"Munguva yangu yakafanira, ndichakupindura,uye pazuva roruponeso ndichakubatsira;ndichakuchengeta uye ndichakuitakuti uve sungano yavanhu,kuti uvandudze nyikauye uvagarise patsva nhaka yakaparara,

  4. Miquéias 4

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 2 de 13

    2Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti,"Uyai, handei kugomo raJehovha,kuimba yaMwari waJakobho.Achatidzidzisa nzira dzake,kuti tigofamba munzira dzake."Murayiro uchabuda kubva paZioni,shoko raJehovha kubva paJerusarema.

  5. Romanos 8

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 8
    Mostrando versículo 31 de 39

    31Zvino tichatiiko pazvinhu izvi? Kana Mwari ari kurutivi rwedu, ndiani angatirwisa?

  6. 2 Samuel 1

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 1 de 27

    1Mushure mokufa kwaSauro, Dhavhidhi akadzoka kubva kuhondo yaakakunda vaAmareki uye akagara paZikiragi kwamazuva maviri.

  7. Amós 1

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 2 de 15

    2Akati:"Jehovha anoomba ari paZioniuye anotinhira ari paJerusarema;mafuro avafudzi anooma,pamusoro peKarimeri panosvava."

  8. João 14

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 14
    Mostrando versículo 20 de 31

    20Pazuva iro muchaziva kuti ini ndiri muna Baba, uye imi muri mandiri, uye ini ndiri mamuri.

  9. Provérbios 22

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 22
    Mostrando versículo 26 de 29

    26Usava munhu anombunda ruoko pamhiko,kana kuzviita rubatso pazvikwereti;

  10. Provérbios 26

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 26
    Mostrando versículo 21 de 28

    21Sezvakaita mazimbe pazvitsiga zvinopfuta nehuni pamoto,ndizvo zvakaita munhu wegakava pakupfutidza rukave.

  11. 2 Crônicas 8

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 8
    Mostrando versículo 13 de 18

    13maererano nezvaidikanwa zuva nezuva pazvipiriso sokurayirwa kwazvakanga zvaitwa naMozisi pamaSabata, Kugara kwoMwedzi weChingwa Chisina Mbiriso, Mutambo waMavhiki noMutambo waMatumba.

  12. Daniel 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 38 de 49

    38akaisa marudzi avanhu mumaoko enyu nezvikara zvenyika neshiri dzedenga. Akakuitai mutongi pamusoro pazvo, pose pazvinogara. Ndimi musoro uya wegoridhe.

  13. Hebreus 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 11 de 19

    11"Naizvozvo ndakapika mhiko pakutsamwa kwangu ndikati," ‘Havangazopindi pazororo rangu.’ "

  14. Joel 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 16 de 21

    16Jehovha achaomba paZioni,uye achatinhira ari muJerusarema;denga nenyika zvichadedera.Asi Jehovha achava utiziro hwavanhu vake,nhare yavanhu veIsraeri.

  15. 1 Timóteo 1

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 6 de 20

    6Vamwe vakarasika kubva pazvinhu izvi uye vakatsaukira mukutaura kusina maturo.

  16. 1 Coríntios 11

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 11
    Mostrando versículo 2 de 34

    2Ndinokurumbidzai nokuti munondirangarira pazvinhu zvose, uye muchichengeta dzidziso, sezvandakakudzidzisai.

  17. Levítico 9

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 9
    Mostrando versículo 1 de 24

    1Pazuva rorusere Mozisi akadana Aroni navanakomana vake navakuru veIsraeri.

  18. Gênesis 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 2 de 25

    2Pazuva rechinomwe Mwari akanga apedza basa raakanga achiita; saka pazuva rechinomwe akazorora pamabasa ake ose.

  19. 1 Reis 17

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 17
    Mostrando versículo 6 de 24

    6Makunguo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama manheru, uye akanwa mvura murukova.

  20. Deuteronômio 14

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 14
    Mostrando versículo 9 de 29

    9Pazvipuka zvose zvinogara mumvura, mungadya henyu zvose zvine zvimbi namakwande.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo