18Ishe achandirwira kubva pakurwiswa kwose kwakaipa uye achandiuyisa murugare kuumambo hwake hwokudenga. Kubwinya ngakuve kwaari nokusingaperi-peri. Ameni.
19Ndikwazisire Pirisira naAkwira neveimba yaOnesiferasi.
22Ishe ngaave nomweya wako. Nyasha ngadzive newe.