2Munhu anopinda napamukova ndiye mufudzi wamakwai.
11"Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake.
42Uye panzvimbo iyo, vazhinji vakatenda kuna Jesu.
68 resultados encontrados
2Munhu anopinda napamukova ndiye mufudzi wamakwai.
11"Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake.
42Uye panzvimbo iyo, vazhinji vakatenda kuna Jesu.
11Atai wechitanhatu, Erieri wechinomwe,
13Jeremia wegumi naMakibhanai wegumi nomumwe.
30varume vokwaEfuremu varwi vakashinga vaiva nomukurumbira kwazvo kumhuri dzavo vaiva zviuru makumi maviri namazana masere;
2nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kunoruramisira.Akatonga chifeve chikuruchakaodza nyika noupombwe hwacho.Akatsiva paari ropa ravaranda vake."
13Akapfeka nguo dzakanyikwa muropa, uye zita rake ndiye Shoko raMwari.
16Panguo yake napachidya chake ane zita iri rakanyorwa:mambo wamadzimambo naishe wamadzishe
1Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei!Vakawanda sei vanondimukira!
4Kuna Jehovha ndinodana nenzwi guru,uye anondipindura ari pagomo rake dzvene. Sera
8Rusununguko runobva kuna Jehovha.Maropafadzo enyu ngaave pamusoro pavanhu venyu. Sera
2vhangeri raakavimbisa kare kubudikidza navaprofita vake muMagwaro Matsvene
12ndiko kuti, imi neni tikurudzirwe pamwe chete nokutenda kwomumwe nomumwe wedu.
17Nokuti muvhangeri, kururama kwaMwari kunoratidzwa kuchibva pakutenda kuchienda kukutenda, sezvazvakanyorwa zvichinzi: "Akarurama achararama nokutenda."
8VaSadhusi vanoti hakuna kumuka kwavakafa, uye kuti hakuna mutumwa kana mweya, asi vaFarisi vanotenda izvozvo zvose.
25Akanyora tsamba yaiti:
26Kiraudhiyo Risiasi, kuna Changamire, Mubati Ferikisi:Kwaziwai.
37Zabhadhi baba vaEfirari,Efirari baba vaObedhi,
43Vanakomana vaHebhuroni vaiva:Kora, Tapuwa, Rekemu naShema.
46Mumwe murongo waKarebhu ainzi Efa ndiye aiva amaivaHarani, Moza naGazezi.Harani aiva baba vaGazezi.
2Kutenda kwomumwe kunomutendera kudya zvose, asi mumwe munhu ano kutenda kusina kusimba, anodya muriwo bedzi.
8Kana tichirarama, tinoraramira Ishe; uye kana tichifa tinofira Ishe. Saka, kana tichirarama kana kufa tiri vaShe.
15Kana hama yako ichikanganiswa nokuda kwezvaunodya, iwe hauchafambi murudo. Usaparadza hama yako, iyo yakafirwa naKristu, nokuda kwezvokudya.