1Ndinoreverera kwamuri hanzvadzi yedu Febhi, muranda wekereke iri paSeniseria.
Resultados da busca por "fé"
37 resultados encontrados
- Capítulo 16
Romanos 16
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 1 de 27 - Capítulo 4
Filipenses 4
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 4–23 de 234Farai muna She nguva dzose. Ndichapamhidzazve: Farai!
5Unyoro hwenyu ngahuonekwe kuna vose. Ishe ava pedyo.
23Nyasha dzaIshe Jesu Kristu ngadzive nomweya wenyu. Ameni.
- Capítulo 4
2 Timóteo 4
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 12 de 2212Ndakatuma Tikikasi kuEfeso.
- Capítulo 5
Daniel 5
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 7 de 317Mambo akadana vaya vamazango, vazivi vezvenyeredzi navavuki kuti vaunzwe ndokuti kuvarume ava vakachenjera veBhabhironi, "Ani naani anoverenga runyoro urwo uye akanditaurira zvarunoreva achapfekedzwa nguo dzepepuru uye nouketani hwegoridhe mumutsipa wake, uye achaitwa mutongi wapamusoro-soro wechitatu muumambo."
- Capítulo 2
Isaías 2
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 22 de 2222Regai kuvimba nomunhu,anongova nokufema mumhino dzake.Anobatsireiko?
- Capítulo 16
Ezequiel 16
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 10 de 6310Ndakakufukidza nezvakarukwa zvakanaka ndikakupfekedza shangu dzamatehwe.
- Capítulo 23
Provérbios 23
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 21 de 3521nokuti zvidhakwa nevane madyo vachava varombo,uye hope dzichavapfekedza mamvemve.
- Capítulo 5
1 Tessalonicenses 5
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 8 de 288Asi sezvo tiri vamasikati, ngatizvidzorei, takapfeka kutenda norudo sechidzitiro chechipfuva, netariro yoruponeso senguwani.
- Capítulo 16
Êxodo 16
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 14–36 de 3614Dova rakati rapera, mahwendefa matete akanga akaita samazaya echando akaonekwa pasi murenje.
30Saka vanhu vakazorora pazuva rechinomwe.
36(Omeri ndiro chegumi cheefa.)
- Capítulo 5
1 Pedro 5
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 5 de 145Saizvozvo, imi majaya, muzviise pasi pavaya vari vakuru. Imi mose, pfekai kuzvininipisa kuno mumwe nomumwe, nokuti,"Mwari anodzivisa vanozvikudzaasi anopa nyasha kuna vanozvininipisa."
- Capítulo 14
1 Crônicas 14
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 6 de 176Noga, Nefegi, Jafia,
- Capítulo 2
Levítico 2
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 4–15 de 164" ‘Kana ukauya nechipiriso chezviyo zvakabikwa muchitofu chinofanira kuva choupfu hwakatsetseka: makeke anenge aitwa asina mbiriso uye akasanganiswa namafuta kana kuti makeke matete asina mbiriso akazorwa mafuta.
13Rungai zvipiriso zvenyu zvose zvezviyo nomunyu. Musasiya munyu wesungano yaMwari wenyu pazvipiriso zvenyu zvose zvezviyo; muise munyu muzvipiriso zvenyu zvose zvezviyo.
15Uise mafuta nezvinonhuhwira pazviri, chipiriso chezviyo.
- Capítulo 4
Oséias 4
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 10 de 1910"Vachadya asi havangaguti;vachaita ufeve asi havangawandi,nokuti vakatiza Jehovha kuti vazvipire
- Capítulo 12
1 Coríntios 12
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 9–12 de 319mumwe kutenda noMweya mumwe chete, mumwe zvipo zvokuporesa noMweya mumwe chete,
11Zvose ibasa raMweya mumwe chete uye anopa mumwe nomumwe, sezvaanoda.
12Muviri chinhu chimwe chete, kunyange une mitezo mizhinji; uye kunyange mitezo yawo iri mizhinji, inoumba muviri mumwe chete. Ndizvowo zvakaita Kristu.
- Capítulo 16
1 Coríntios 16
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 8 de 248Asi ndichati garei paEfeso kusvikira paPendekosti,
- Capítulo 2
Apocalipse 2
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 1 de 291"Kumutumwa wekereke iri muEfeso nyora kuti:Aya ndiwo mashoko aiye akabata nyeredzi nomwe muruoko rwake rworudyi anofamba pakati pezvigadziko zvinomwe zvemwenje.
- Capítulo 12
Josué 12
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 17 de 2417mambo weTapua mumwe chete mambo weHeferi mumwe chete
- Capítulo 1
2 Pedro 1
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 5–11 de 215Nokuda kwaizvozvi, shingairai kuti muwedzere kunaka pakutenda kwenyu; uye pakunaka, muwedzere kuziva;
7napaumwari muwedzere kuda vatendi; napakuda vatendi, muwedzere rudo.
11nokuti muchagamuchirwa nomufaro mukuru muumambo husingaperi hwaIshe noMuponesi wedu Jesu Kristu.
- Capítulo 3
Efésios 3
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 13 de 2113Naizvozvo, ndinokukumbirai, kuti murege kuora mwoyo nokuda kwamatambudziko angu nokuda kwenyu, anova kukudzwa kwenyu.
- Capítulo 34
Números 34
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 9–24 de 299wopfuurira kuZifurani uchindogumira paHazari Enani. Ndiwo uchava muganhu wenyu nechokumusoro.
23Mutungamiri kubva kurudzi rwaManase mwanakomana waJosefa, Hanieri mwanakomana waEfodhi;
24Mutungamiri kubva kurudzi rwaEfuremu mwanakomana waJosefa, Kemueri mwanakomana waShifutani;