1Jehovha mukuru, uye anofanira kurumbidzwa kwazvo,muguta raMwari wedu, mugomo rake dzvene.
6Vakabatwa nokudedera ipapo,nokurwadziwa sekwomukadzi osununguka.
8Sezvatakanzwa, ndizvo zvataona,muguta raJehovha Wamasimba Ose,muguta raMwari wedu:Mwari anorisimbisa nokusingaperi. Sera