Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

103 resultados encontrados

  1. Jeremias 48

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 48
    Mostrando versículo 33 de 47

    33Mufaro nokufarisisa zvaenda,zvabva muminda yemichero nomuminda yeMoabhu.Ndagumisa kuyerera kwewaini inobva pazvisviniro;hakuna achazvitsika achidanidzira nomufaro.Kunyange pano kudanidzira,hakusi kudanidzira kwomufaro.

  2. Lucas 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículo 18 de 49

    18vakanga vauya kuzomunzwa uyewo kuti vazoporeswa pazvirwere zvavo. Vaya vakanga vachimanikidzwa nemweya yakaipa vakaporeswa,

  3. Gênesis 19

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 19
    Mostrando versículo 9 de 38

    9Ivo vakati, "Suduruka!" Uye vakati, "Munhu uyu akauya pano ari mutorwa, asi zvino ava kuda kutitonga! Tichakuitira zvakaipa iwe kupfuura ivo." Vakaramba vachimanikidza Roti uye vakaswedera mberi kuti vapaze gonhi.

  4. Salmos 18

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 18
    Mostrando versículo 18 de 50

    18Vakandinanga pazuva renjodzi yangu,asi Jehovha akanga ari mutsigiri wangu.

  5. Ezequiel 27

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 27
    Mostrando versículo 3 de 36

    3Uti kuTire, riri pasuo rokugungwa, mushambadziri wavanhu vamarudzi ose pazviwi zvizhinji, ‘Zvanzi naIshe Jehovha:" ‘Unoti, iwe Tire,"Ini ndakakwana parunako."

  6. Provérbios 24

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 24
    Mostrando versículo 13 de 34

    13Idya uchi, mwanakomana wangu, nokuti hwakanaka;uchi hunobva pazinga hunozipa parurimi.

  7. Jeremias 32

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 32
    Mostrando versículo 10 de 44

    10Ndakanyora rugwaro rwokutenga ndikarunama, ndikaita kuti pave nezvapupu, ndikamuyerera sirivha pazviyero.

  8. Isaías 24

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 24
    Mostrando versículo 15 de 23

    15Naizvozvo kumabvazuva, mbiri kuna Jehovha;kudzai zita raJehovha Mwari waIsraeripazviwi zvegungwa.

  9. Salmos 99

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 99
    Mostrando versículo 2 de 9

    2Jehovha mukuru paZioni;iye akasimudzirwa pamusoro pendudzi dzose.

  10. Ezequiel 33

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 33
    Mostrando versículo 11 de 33

    11Uti kwavari, ‘Zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, handitongofariri rufu rwowakaipa, asi kuti vatendeuke kubva panzira dzavo vagorarama. Tendeukai! Tendeukai pazvakaipa zvenyu! Muchafireiko, imi imba yaIsraeri?’

  11. Provérbios 13

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 13
    Mostrando versículo 2 de 25

    2Kubva pazvibereko zvomuromo wake munhu achadya zvinhu zvakanaka,asi vasina kutendeka vanofarira kumanikidza.

  12. Isaías 31

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 31
    Mostrando versículo 4 de 9

    4Zvanzi naJehovha kwandiri:"Sezvinoita shumba inoomba,seshumba huru pamusoro pechayabata,kunyange mhomho yose yavafudziikakokerwa pamwe chete kuzorwa neshumba iyi,iyo haingavhundutswi noruzha rwavo,kana kukanganiswa nemhere yavo,saizvozvo Jehovha Wamasimba Ose achaburukira pamusoro peGomo reZioninapazvikomo zvaro kuzorwa hondo.

  13. Salmos 130

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 130
    Mostrando versículo 8 de 8

    8Iye pachake achadzikinura Israerikubva pazvivi zvavo zvose.

  14. Provérbios 5

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 5
    Mostrando versículo 16 de 23

    16Ko, zvitubu zvako zvinofanira kuerera mumigwagwa here;nzizi dzako dzemvura pazvivara?

  15. Ezequiel 26

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 26
    Mostrando versículo 1 de 21

    1Mugore regumi nerimwe, pazuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,

  16. Isaías 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículo 13 de 13

    13Uye kunyange kukasara chegumi munyika,naichowo chichaparadzwa.Asi somuterabhiniti nomuoukizvichasara zvava zvigutsa pazvinotemwa,saizvozvo rudzi rutsvene ruchavawo sechigutsa munyika."

  17. Salmos 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 6 de 12

    6"Ndakagadza Mambo wangupaZioni, gomo rangu dzvene."

  18. Provérbios 7

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 7
    Mostrando versículo 12 de 27

    12imwe nguva ari munzira, imwe nguva ari pazvivara.Anorindira pamakona ose.

  19. Isaías 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 3 de 22

    3Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti,"Uyai ngatiendei kugomo raJehovha,kuimba yaMwari waJakobhoIye achatidzidzisa nzira dzake,kuitira kuti tigofamba mumakwara ake."Nokuti murayiro uchabva paZioni,shoko raJehovha richabva kuJerusarema.

  20. Salmos 76

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 76
    Mostrando versículo 2 de 12

    2Tende rake riri muSaremu,ugaro hwake paZioni.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo