Mostrando versículo 14 de 28
14Kubva pazvibereko zvemiromo yake munhu anozadzwa nezvinhu zvakanaka,zvirokwazvo sokupiwa mubayiro kwaanoitwa nebasa ramaoko ake.
103 resultados encontrados
14Kubva pazvibereko zvemiromo yake munhu anozadzwa nezvinhu zvakanaka,zvirokwazvo sokupiwa mubayiro kwaanoitwa nebasa ramaoko ake.
10Mufaro nokufarisisa zvabviswa paminda yemizambiringa;hapana anoimba kana kuita ruzha muminda yemizambiringa;hapana anosvina waini pazvisviniro,nokuti ndagumisa ruzha rwacho.
15Vhunai ruoko rweakaipa nerwomunhu akaipa;ngaazvidavirire pazvakaipa zvakezvakanga zvisingazoonekwi.