Pular para o conteúdo
Publicidade

Dhuteronomi 13

2 uye kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, uye akati, "Ngatiteverei vamwe vamwari" (vamwari vamusingazivi) "uye ngativanamatei," 3 hamufaniri kuteerera mashoko omuprofita kana muroti uyo. Jehovha Mwari wenyu ari kukuedzai kuti aone kana muchimuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também