Publicidade

Gênesis 1

26 Ipapo Mwari akati, "Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu, uye ngavave nesimba pamusoro pehove dzegungwa napamusoro peshiri dzedenga, napamusoro pemombe, napamusoro penyika yose, uye napamusoro pezvisikwa zvose zvinokambaira panyika."

27 Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake,

akamusika mumufananidzo waMwari;

akavasika murume nomukadzi.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-