Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 11

Shongwe yeBhabheri

1 Zvino nyika yose yakanga ino rurimi rumwe chete nokutaura kwakafanana. 2 Vanhu vakati vachitamira kumabvazuva, vakawana bani romuShinari vakagaramo.

3 Vakataurirana vakati, "Uyai, ngatiitei zvidhina tigozvipisa kwazvo." Vakashandisa zvidhina pachinzvimbo chamabwe, uye bhitumini ikava dhaka ravo. 4 Ipapo vakati, "Uyai, ngatizvivakirei guta neshongwe inosvika kudengadenga, kuti tizviitire mukurumbira uye kuti tirege kupararira panyika yose."

5 Asi Jehovha akaburuka pasi kuti azoona guta neshongwe yakanga ichivakwa navanhu. 6 Jehovha akati, "Kana vanhu ava vava somunhu mumwe, vachitaura rurimi rumwe chete, vakatanga kuita izvi, zvino hapana chinhu chavanoronga kuti vachiite chichavaomera. 7 Uyai, ngatiburukei tindovapesanisa mutauro wavo kuti varege kunzwisisana."

8 Saka Jehovha akavaparadzira pamusoro penyika yose ipapo, uye vakarega kuvaka guta. 9 Ndokusaka nzvimbo iyo yakanzi Bhabheri, nokuti ipapo Jehovha akapesanisa mutauro wenyika yose. Kubva ipapo Jehovha akavaparadzira pamusoro penyika yose.

Kubva kuna Shemu kusvikira kuna Abhurama

10 Iyi ndiyo rondedzero yamarudzi aShemu.

Makore maviri shure kwamafashamu, Shemu paakanga ava namakore zana okuberekwa, akabereka Afakisadhi. 11 Uye shure kwokubereka Afakisadhi, Shemu akararama kwamakore mazana mashanu uye akava navamwe vanakomana navanasikana.

12 Afakisadhi akati ava namakore makumi matatu namashanu okuberekwa, akabereka Shera. 13 Uye shure kwokubereka kwake Shera, Afakisadhi akararama kwamakore mazana mana namatatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

14 Shera akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Ebheri. 15 Uye shure kwokubereka kwake Ebheri, Shera akararama kwamakore mazana mana namatatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

16 Ebheri akati ava namakore makumi matatu namana okuberekwa, akabereka Peregi. 17 Uye shure kwokubereka kwake Peregi, Ebheri akararama kwamakore mazana mana namakumi matatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

18 Peregi akati ava namakore makumi matatu, okuberekwa akabereka Reu. 19 Uye shure kwokubereka kwake Reu, Peregi akararama kwamakore mazana maviri namapfumbamwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

20 Reu akati ava namakore makumi matatu namaviri okuberekwa, akabereka Serugi. 21 Uye shure kwokubereka kwake Serugi, Reu akararama kwamakore mazana maviri namanomwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

22 Serugi akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Nahori. 23 Uye shure kwokubereka kwake Nahori, Serugi akararama kwamakore mazana maviri uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

24 Nahori akati ava namakore makumi maviri namapfumbamwe okuberekwa, akabereka . 25 Uye shure kwokubereka kwake , Nahori akazorarama kwamakore zana negumi namapfumbamwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

26 Shure kwokunge Nahori ava namakore makumi manomwe okuberekwa, akabereka Abhurama, Nahori naHarani.

27 Iyi ndiyo rondedzero yavana vaTera.

akabereka Abhurama, Nahori naHarani. Uye Harani akabereka Roti. 28 Baba vake vachiri vapenyu Harani akafira muUri ravaKaradhea, munyika yaakaberekerwa, 29 vose vari vaviri Abhurama naNahori vakawana. Zita romukadzi waAbhurama rainzi , uye zita romukadzi waNahori rainzi Mirika; akanga ari mwanasikana waHarani, baba vaMirika naIsika. 30 Zvino akanga asingabereki; akanga asina vana.

31  akatora mwanakomana wake Abhurama, muzukuru wake Roti, mwanakomana waHarani, nomuroora wake , mukadzi womwanakomana wake Abhurama, uye vakaenda kuUri yavaKaradhea pamwe chete kuti vaende kuKenani. Asi vakati vasvika paHarani, vakagara ipapo.

32  akararama kwamakore mazana maviri namashanu, uye akafira paHarani.

Pessoa
H8646
Terá
תֶּרַחterachΘαραTHara
Terá, filho de Naor, saiu de Ur dos caldeus com o filho Abrão, o neto Ló e a nora Sarai rumo a Canaã e morreu em Harã (Gênesis 11:31).
Citado em 10 versículos
Ver página completa
Pessoa
H8646
Terá
תֶּרַחterachΘαραTHara
Terá, filho de Naor, saiu de Ur dos caldeus com o filho Abrão, o neto Ló e a nora Sarai rumo a Canaã e morreu em Harã (Gênesis 11:31).
Citado em 10 versículos
Ver página completa
Pessoa
H8646
Terá
תֶּרַחterachΘαραTHara
Terá, filho de Naor, saiu de Ur dos caldeus com o filho Abrão, o neto Ló e a nora Sarai rumo a Canaã e morreu em Harã (Gênesis 11:31).
Citado em 10 versículos
Ver página completa
Pessoa
H8646
Terá
תֶּרַחterachΘαραTHara
Terá, filho de Naor, saiu de Ur dos caldeus com o filho Abrão, o neto Ló e a nora Sarai rumo a Canaã e morreu em Harã (Gênesis 11:31).
Citado em 10 versículos
Ver página completa
Pessoa
H8283
Sara
שָׂרָהsarahΣαρραSarra
Sara, mulher de Abraão, foi estéril até a velhice e deu à luz Isaque, o filho que Deus tinha prometido ao casal (Gênesis 21:2).
Significado: “Princesa, senhora”
Ver página completa
Pessoa
H8283
Sara
שָׂרָהsarahΣαρραSarra
Sara, mulher de Abraão, foi estéril até a velhice e deu à luz Isaque, o filho que Deus tinha prometido ao casal (Gênesis 21:2).
Significado: “Princesa, senhora”
Ver página completa
Pessoa
H8646
Terá
תֶּרַחterachΘαραTHara
Terá, filho de Naor, saiu de Ur dos caldeus com o filho Abrão, o neto Ló e a nora Sarai rumo a Canaã e morreu em Harã (Gênesis 11:31).
Citado em 10 versículos
Ver página completa
Pessoa
H8283
Sara
שָׂרָהsarahΣαρραSarra
Sara, mulher de Abraão, foi estéril até a velhice e deu à luz Isaque, o filho que Deus tinha prometido ao casal (Gênesis 21:2).
Significado: “Princesa, senhora”
Ver página completa
Pessoa
H8646
Terá
תֶּרַחterachΘαραTHara
Terá, filho de Naor, saiu de Ur dos caldeus com o filho Abrão, o neto Ló e a nora Sarai rumo a Canaã e morreu em Harã (Gênesis 11:31).
Citado em 10 versículos
Ver página completa
Todos os capítulos de Genesisi 50
  1. 1
  2. 2
  3. 3
  4. 4
  5. 5
  6. 6
  7. 7
  8. 8
  9. 9
  10. 10
  11. 11
  12. 12
  13. 13
  14. 14
  15. 15
  16. 16
  17. 17
  18. 18
  19. 19
  20. 20
  21. 21
  22. 22
  23. 23
  24. 24
  25. 25
  26. 26
  27. 27
  28. 28
  29. 29
  30. 30
  31. 31
  32. 32
  33. 33
  34. 34
  35. 35
  36. 36
  37. 37
  38. 38
  39. 39
  40. 40
  41. 41
  42. 42
  43. 43
  44. 44
  45. 45
  46. 46
  47. 47
  48. 48
  49. 49
  50. 50

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.