Publicidade

Gênesis 1

4 Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima. 5 Mwari akatumidza chiedza kuti "masikati," uye rima akaritumidza kuti "usiku." Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rokutanga.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-