8 Kushi akanga ari baba vaNimurodhi, uyo akanga ari murwi ane simba panyika. 10 Maguta okutanga oumambo hwake akanga ari Bhabhironi, Ereki, Akadhi neKarine, munyika yeShinari.