17 Asi Jehovha akatambudza Faro neveimba yake nehosha yakaipisisa nokuda kwaSarai mukadzi waAbhurama. 18 Saka Faro akadana Abhurama akati, "Waiteiko kwandiri? Wakaregereiko kundiudza kuti uyu mukadzi wako?
Publicidade
Genesisi 12
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.