Publicidade

Gênesis 15

18 Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, "Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, Yufuratesi, 19 nyika yavaKeni, navaKenazi, vaKadhimoni, 20 vaHiti, vaPerizi, vaRefaimi, 21 vaAmori, vaKenani, vaGirigashi navaJebhusi."

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-