Pular para o conteúdo
Publicidade

Gênesis 16

6 Abhurama akati, "Murandakadzi wako ari mumaoko ako. Ita naye zvaunofunga kuti zvakaisvonaka." Ipapo Sarai akabata Hagari zvakaipa; saka akatiza.

7 Mutumwa waJehovha akawana Hagari ari pedyo netsime raiva murenje; rakanga riri tsime rakanga riri parutivi pomugwagwa unoenda kuShuri. 8 Uye akati, "Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko, uye uri kuendepiko?"

Iye akati, "Ndiri kutiza kubva kuna tenzikadzi wangu Sarai."

Veja também