Sungano yoKudzingiswa
1 Abhurama akati ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa, Jehovha akazviratidza kwaari akati, "Ndini Mwari Wamasimba Ose; famba pamberi pangu uye uve wakarurama.