Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 18

10 Ipapo Jehovha akati, "Zvirokwazvo ndichadzokazve gore rinouya nenguva inenge seino, uye Sara mukadzi wako achava nomwanakomana."

Zvino Sara akanga achiteerera ari pamukova wetende wakanga uri shure kwake. 11 Abhurahama naSara vakanga vakwegura uye vava namakore mazhinji, uye Sara akanga atopfuura zera rokubereka vana. 12 Saka Sara akaseka mumwoyo make paakafunga achiti, "Ndichazovawo nomufaro uyu here zvino shure kwokuchembera kwangu, vatenzi vangu vakwegura?"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também